Chipambo sezita
Chipambo izita remhuri rinowanikwa muAngola.
- Vanhu vane zita iri: Tomas Chipambo.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Sangho vanoti pambo (n. flat; panel). Fananidzai nokuti kupambadzirwa?
- Sangho vanoti pamboti (n. scapula).
- ChiNembe vanoti pamba (adj. leaf (of book or tobacco).