Open main menu

Chipangidzo (sign, indicator, anything which indicates) zvinoreva chero chinhu chinotaridza zviri kutsvakwa kana gwara riri kuendwa. Vamwe vatauri vanoti nharidzo kana kuti chiratidzo. Kumasvomhu kune zvitaridzo zvinotevera: chiratidzo chewedzaniso, chiratidzo chekubvisa, chiratidzo chekuenzana zvichingodaro.


TsikaEdit

  • Nduma chiratidzo chinopananwa nevanoda kuroorana chinotaura kuti vavimbisana kuroorana.