Chipatiso sezita
Chipatiso izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Kudakwashe Chipatiso.
- Kupata zvinoreva kusachenjera.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Akan inoti pata (v. pacify) kureva kunyaradza.