Chipurura izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Pachawo Chipurura; Nyasha Chipurura; Tariro Chipurura; Cathrine Chipurura.
  • Mazita ari pedyo: Kapurura sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Mbukushu inoti thipururo (n. Plough) kureva gejo. Mbukushu inoti -purura (n. to plough) kureva kurima.
  • Kihehe inoti kipulula kana musasati (n. Xylopia aethiopica (Dunal); Unona aethiopica Dunal) imhando yemuti.