Chipwaya izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Walter Chipwaya; Douglas Chipwaya; Mutinta Chipwaya; Jane Chipwaya.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kihehe inoti kipwaga (n. Vernonia abbotiana) imhando yemuti.
  • Shimakonde inoti kupwaya (v. to smash; to break) kureva kupwanya.