• Chirambo apa kureva bande kana jerera rinowanikwa muchero.
  • Chirambo sezita (a family name) izita remhuri.
  • Chirambo (Phase). Iri izwi hariko kuShona yamazuva ose asi kuedza kuvaka mutauro.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.