Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaLenje vanoti lilundu, malundu kana lundu (wild uncultivated country, open forest, wilderness) vachireva nyika isina kurimwa kana sango.
  • VaTonga vanoti idundu kana malundu pakuwanda (n. a hill) vachireva chikomo.
  • VaBemba vanoti lundumalika (elevate). VaFwe vanoti rundu (n. mountain).
  • Kimbundu vanoti mulundu (n. mountain; a mountain range) kureva gomo.


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.