Chisenge izita remhuri rinowanikwa muZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Farai Chisenge; Cathrine Chisenge; Maxwell Chisenge; Chisenge Tsuma.

Mitauro ye Afrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Luganda inoti ekisenge (n. wall; room). Mamwe mazwi: ekisenge ekinene (n. hall).