Chitambi sezita
Chitambi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Chitambi Mibenge; Karen Chitambi; Chipo Chitambi; Mubuluwa Chitambi.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kinande inoti ekitambi (n. flat path).