Chituruki

(runangakatsva kubva kuChitekishi)

Chituruki (Türkçe (listen), Türk dili) ndiwo mutauro wepamutemo weTuruki. Ndiwo mutauro wevatauri vemazanazana makumi masere (170 mazanazana). Ndiwo mutauro wevatauri pakati pemitauro yechiTeki inotaurwa nevanhu vanosvika mamirioni 170 muMadokero Ezhiya ne Pakati peEzhiya.

Kune mutauri muTuruki, chitsuwa cheSaipurasi (Saipwasi), Bharugariya, Vugiriki, Masedhoni uye mune dzinoverengeka nyika dzaive chikamu cheUmambo hweTuruki. Nekuda kwekutama kweTuruki kune zvakare kune akati wandei mamirioni vatauri munyika dzeBatanidzo ye Yuropu (European Union).

MuchiBantu chinjirudza

Chiswahiri - Kituruki[1]

Chinyarwanda - Igiturukiya[2]

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. https://sw.wikipedia.org/wiki/Kituruki Yakatariswa: 21 Chikumi 2021
  2. https://rw.wikipedia.org/wiki/Igiturukiya Yakatariswa: 21 Chikumi 2021