Mazwi eChitsama

(runangakatsva kubva kuChitsama)

Izwi rokuti tsama (Bundle) rinoreva tsumbu zvikurusei yemuriwo kana yemari yebepa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaDigo vanoti tsamuka (to disperse) vachireva kukamukana. Mamwe mazwi: tsamula to disperse things).
  • VaDigo vanoti tsamukana (to disperse (group of people or objects).