Chitsunge
Chitsunge izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Kutsunga (to perservere) zvinoreva kushingirira pabasa riri kubatwa.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
Mazita Ari Pedyo
chinjirudza- Masunga izita remhuri.