Chituta

Chituta (Fool; stupid; silly person) kureva munhu akapusa.

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti isithutha (Fool; stupid; silly person.) vachireva chituta. MaZulu vanoti ubuthutha (Folly, stupidity) vachireva hututa.
  • MaZulu vanoti thuthaza (v. Make a fool of) vachireva kuitisa chituta.
  • VaVenda vanoti tsilu (n. fool). Mamwe mazwi: vhutsilu (n. stupidity; foolishness). -tsilufhala (be stupid).