Chiungo sezita
Chiungo izita remhuri rinowanikwa kuTanzania neMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Jasmin Chiungo ; Zoroca Chiungo ; Julia Chiungo; Moises Chiungo .
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Lubukusu vanoti khuungo (n. land mass, country, state).
- Sangho vanoti sêwungo (n. number; multiple) vachireva nhamba kana kupetwa kwenhamba.
.