Chivakamberi dura
Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anopera neChivakamberi chokuti dura.
- Kutsigidura (to loosen something that is set firm) zvinoreva kutsikinura chinhu chakadzikirwa zvakasimba kana chinorema.
- Kugagadura (Bite a hard object several times, 2. take large bite of tough meat or hard object, 3. Bite piece out of hard or semi-hard object).
- Kuchadura.
- Kujajadura.
- Kupadura.
- Kusvugudura (dislocate large joint).
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Makudo anogagadura magan'a: baboons bite unripe fruit again and again.