Chiviri

  • Chiviri kana Chiviriviri (two-some) apa kureva zvinhu kana vanhu vari kufambidzana vari vaviri.
  • Chiviri cheMunhu (1. Bearing; 2. demeanour; 3. deportment) Famba chiviri chinyoro: walk humbly, unostentatiously.


Nota disambigua.svg
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.