Chiwanga

Chiwanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Baila vanoti chianga (a lame maimed person) kureva munhu akaremara kana kukuvadzwa. VaLozi vanoti sianga (n. infirm person cripple; feeble minded person).
  • VaTiriki vanoti khwanga (neglect, ignore, refuse to listen to, particularly of evil or unwise suggestions). VaYao vanoti wanga (treat with malice) kureva kuitira pfini.
  • VaSena vanoti kuwangisa (to heal) kureva kuporesa. VaDigo vanoti chiwanga kana chisiri (secretly).
  • VaBukusu vanoti siiwaanga (adj. white, light in color, clean, pale, holy). Mamwe mazwi: búúwaanga (n. light; whiteness, cleanness, brightness, lightness, purity, in an open place, plainly, publicly, openly).