Kuyanika

(runangakatsva kubva kuChiyanikiro)

Kuyanika (to expose to sun or air so as to dry) zvinoreva kurembedza pamutairo kana kuwarika pasi kuti chinhu chiwome. Vanhu vanoyanika mbatya pawaya; nyama inoyanikwa pamutariro; mufushwa nezvirimwa zvinoyanikwa paruware.

Mitauro yeBantu chinjirudza