Daka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tapiwa Daka; Lawrence Daka; Munyaradzi Daka.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Sangho inoti daka (v. monitor; survey) kureva kumema?
  • VaVenda vanoti daka kana mataka (n. forest) vachireva sango.