Danal

(Redirected from Dangaléat)

Danal kana Dangaléat mutauro weAfrica unowanikwa kuChad.

Mazwi Anotodza BantuEdit

  • Danal vanoti aŋgul (n. sickle) kureva jeko.
  • Danal vanoti baaba (n. father, dad) kureva baba. Mamwe mazwi: kogo (n. grandmother) kureva ambuya.
  • Danal vanoti bire (v. overtake, pass along without stopping; pass) kureva kudarika.
  • Danal vanoti biti (n. edge) kureva mucheto.
  • Danal vanoti biƴe (n. light) kureva chiedza.
  • Danal vanoti boŋgo (n. drug) kureva zvinodhaka.
  • Danal vanoti boora (n. mare - adult female horse) kureva bhiza gadzi.
  • Danal vanoti dondo (n. grass) kureva huswa.
  • Danal vanoti dotido (n. ratel, honey badger; 2. very brave) kureva chitsere. Fananidzai nokuti dotito?
  • Danal vanoti dum (ideophone. 1. thud; 2. gloomy) inyaudzosingwi inodudza kudhumira.
  • Danal vanoti eziŋgire (n. psychosis). Fananidzai nokuti Dzingire?
  • Danal vanoti gaase (v. finish). Fananidzai nokuti kukasa kwemvura?
  • Danal vanoti gaasuwa (1.n. end; 2.adj. last) kureva chekupedzisira.
  • Danal vanoti ispe gorna (1. refusal). Mamwe mazwi: ispe ka gornar (sign of refusal). Fananidzai nokuti haisva?
  • Danal vanoti jaama (n. person who is close) munhu wepedyo. Fananidzai nokuti hama?
  • Danal vanoti jam (n. brothers) kureva vabhururu kana vakoma nevanin'ina.
  • Danal vanoti joome (v. 1. to edge; 2. to silence). Fananidzai nokuti Majome?
  • Danal vanoti joomise (v. show yourself, take out your gongs - be proud).
  • Danal vanoti tooro (adj. sour, acid, acrid) kureva kuvava. Fananidzai nokuti doro?
  • Danal vanoti zabka (lowland) kureva kwakaderera kana kwakadzika. Mamwe mazwi: zabko (bottom).

Mamwe MazwiEdit

  • Danal vanoti baala (n. river) kureva rwizi. Mamwe mazwi: baarre (n. sea, river) kureva gungwa kana rwizi.
  • Danal vanoti baare (n. partridge) kureva chikwari.
  • Danal vanoti Buŋ (n. God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: tamba kana tambaar (n. family, clan, tribe, ethnic group).
  • Danal vanoti buwa (n. milk, whitesap) kureva mukaka. Mamwe mazwi: buune (v. mist) kureva mhute.
  • Danal vanoti ɓaaƴe (v. 1. copulate; 2, adultery) kureva hupombwe.
  • Danal vanoti ɓare (v. lack of vigilance; do not pay attention) kureva kuvarairwa?
  • Danal vanoti ɓokka (n. small jar). Mamwe mazwi: ɓombilo (n. cotton capsule).
  • Danal vanoti ɓumɓilo (n. river bed, pond). Mamwe mazwi: caara (n. nerve - refers to the organ).
  • Danal vanoti cuuru (n. traditional salt) kureva munyu.
  • Danal vanoti dara (n. striped cow) imombe ine mawururwi.
  • Danal vanoti dumburre (n. trunk -here refers to tree trunk) kureva hunde yemuti.
  • Danal vanoti durruwo (n. villain) kureva nhubu. Mamwe mazwi: duzuzu (ideophone. cascading movement).
  • Danal vanoti duruwe kana dùrwè (n. hair) kureva vhudzi.
  • Danal vanoti ɗempo (n. 1. arc; 2. weaving instrument; 3. arrow).
  • Danal vanoti ɗende (n. mash to make salt) kureva dota rinosukwa munyu.
  • Danal vanoti ɗeŋge (n. ear) kureva nzeve. Mamwe mazwi: ɗuura (n. necklaces) kureva zvuma.
  • Danal vanoti gaadu (n. friend) kureva shamwari. Mamwe mazwi: taaƴa (advisor; counselor).
  • Danal vanoti gambo (n. chimpanzee) kureva chimpanzi.
  • Danal vanoti gumo (n. residue). Mamwe mazwi: gundul (v. moving together - en masse).
  • Danal vanoti gūrīnà kana gure (n. forked post - serving as support for the roof of a hut, bed posts) kureva mbiru.
  • Danal vanoti horre (n. original; free; pure) kureva chepakutanga. Mamwe mazwi: horriye (v. make pure).
  • Danal vanoti kondorre (n. perseverant). Mamwe mazwi: kondire (persevering).
  • Danal vanoti maadiro (n. cross-timber). Mamwe mazwi: maluuwa (n. grass) kureva huswa.
  • Danal vanoti meeda (adj. right) kureva rudyi. Mamwe mazwi: sapira (n. yellow cow) kureva mombeshora.
  • Danal vanoti nuwane (n. universe). Mamwe mazwi: saarara kana sarar (n. lioness) kureva shumbakadzi.
  • Danal vanoti rawo kana rawe (n. fatigue) kureva maneto. Fananidzai nokuti Madavo?
  • Danal vanoti rututu (n. fallen from large drops) kureva madonhwe makuru. Fananidzai nokuti mututu?
  • Danal vanoti samaane (1.n. sky; 2.adj. beautiful; good). Fananidzai nokuti samare.
  • Danal vanoti sambe kana sambi (copulation, sexual intercourse).
  • Danal vanoti soopo (n. 1 neck; 2. neck of jar; 3. small musical drum for toy).
  • Danal vanoti sopire (adj. whitish) kureva kucheneruka.
  • Danal vanoti sore (v. 1. undressing; 2. moulting; 3. mutating) kureva kupfekenura kana kuvhunura.
  • Danal vanoti wer kana wero (n. 1. place; space; 2. time, moment). Mamwe mazwi: wer berel (large place). Wer ceere (n. clarity). Wer okin̰ji (n. environment). Wer toŋgo (n. heat).