Dehenya

Schaedel Herxheim 01.jpg

Dehenya (Skull) zvinoreva mapfupa ari mumusoro akavhara huropi. Dehenya rinotaridzika sebvupa rimwe asi rine mitswe nemapfupa anosangana nokubatana pamitswe iyoyi.

Mamwe MazwiEdit

Vatauri vemamwe matunhu vanoti ruteme kana nziruteme.

Mitauro yeBantuEdit