Deka reRwizi

Deka reRwizi kana gova (low lying marshy land; low lying flat area in river course) apa kureva nzvimbo yakaderera uye yakatambanuka iri mumahombekombe erwizi inoti kana kwaita mafashamo inozara nemvura..