Destrucive distillation

destrucive distillation totally different with fractional distillation

destructive distillation kuseparater zvinhu pasina mhepo irikumbopinda.Munenge makavarwa kuti kanamweya haupinda.Distillatiob iyi inoti zvinhu zvisaedhere oxygen kubva kumhepo.Inoshandiswa pakupisa coal kuti ibuditse coal tar ,ammonia liquor and coal gas.