Dhanemaki

Kingdom of DenmarkKongeriget Danmark
Mureza wePoland National Coat of arms of Denmark.svg
Rwiyo: Der er et yndigt land, "There is a lovely land"
EU-Denmark.svg

Dhanemaki (kureva Denmark, Chidhaneshi: Danmark) inyika ye chinoridhe inowanikwa muziwumbe re Yuropu ye Maodzanyemba. Ndiyo nyika inehuwandu hwe vanhu hwakawanda, uye chipakati che zveupolitiko ye Umambo we Dhanemaki, muvuso we konstichuti yakazvimirira ende inosanganisa materitori akazvimirira senge Zvitsuwa zve Faroe uye Girinilendi ku Maodzanyemba e Gungwa re Atlandiki. Dhanemaki ye Chiyuropu iri kuchichamhembe chaikoiko kwe nyika dzechiSkandanevhiya, ichirira kuchamhembechemadokero e Swidheni, kuchamhembe che Noruweyi, uye maodzanyemba e Jerumani.

Guta guru racho iCopenhagen.



Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Guta re Vhatikani · Hangariya · Holandi · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Mondenegiro · Morudhovha · Mubatanidzwa woVumambo· Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Sani Marino · Seribhiya · Sorovhakiya · Sorovheniya · Speini · Swidheni · Turuki · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi