Dhishi
Dhishi (n. dish) mudziyo mukuru unoshandiswa pakugeza mawoko kana kutakura zvinhu.
ChirevoChinjirudza
- Wagariswa mudhishi.
Mitauro yeAfrikaChinjirudza
- Manga Kanuri vanoti tásà (n. bowl; dish; plate).
Dhishi (n. dish) mudziyo mukuru unoshandiswa pakugeza mawoko kana kutakura zvinhu.