Dhuku (Head Kerchief) ijira rinosungwa mumusoro kuitira kushongedza musoro kana kudzivirira musoro kana munhu ari kushanda. Mutsika yemuZimbabwe dhuku rinopfekwa nemadzimai vakura kunyanya kumaruwa. Madzimai vechidiki vanopfekawo dhuku zvikurusei kana vari pana tezvara asi tsika iyi yava kuenda ichipera zvikurusei kumadhorobha.

Musikana akapfeka dhuku rinozni bandanna

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • MaZulu vanoti iliduku kana amaduku (from Afrikaans: doek) kureva dhuku.
  • MaZulu vanoti iliduku kana amaduku (n. flag) kureva mureza.