Dimuka sezita
Dimuka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Dimuka; Dzingai Dimuka; Angele Dimuka; Brije Dimuka; Adolphe Dimuka.
- Mazwi ari pedyo: Madimutsa sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana .