Dombodefa
Pachinyorwa chino mazwi okuti Dombodefa kana buwedefa ari kushandiswa kuturikira chinonzi lopolith kuEnglish - iri idombo rakativa pakati semidziyo inonzi mbiya kana fombwe.
Kupiwa kweZita
chinjirudza- Defa (Sagging; being concave).