Pachinyorwa chino mazwi okuti Dombohomba kana buwehomba ari kushandiswa kuturikira chinonzi laccolith kuEnglish - iri idombo rakadundumara sehomba yehozhwa, rinoumbika pakati pemhande dzemabwe emadzikinyira.

Kupiwa kweZita chinjirudza

  • Homba (the hard outer covering of a snail, shell).
 
Dombohomba rakapfekenyera rikatunhumadza mhande dzemambwe
 
Dombohomba rava pamhene mushure megukuravhu kuMontana