Pachinyorwa chino dongoradatu kana chiringadatu mazita ari kupiwa achiturikira inonzi microscope kuEnglish unova mudziyo unoshandiswa kutarisa zvinhu zvidukusa zvisingakwanikise kuti zvionekwe neziso risina charakapfeka. Dongoradatu rinogonesa kuti vanhu vaone zviro zvitopoka zviri muropa, mumaziso, munyama, tupuka twunokonzera zvirwere netumwewo tutopoka.

Stereo microscope

Izwi rokuti datu rinoreva chiro chidukusa - very small quantity - micro. Pahuwandu zvinenge zvonzi nhongoradatu.