Dumbu (Muviri)

Dumbu (stomach) inhengo iri mukati memuviri inova chikamu chenhengo dzinotakura nokuseredzera chikafu. Mukati medumbu munonzi mudumbu, vamwe vatauri vanoti mundani kana kuti mbwata - belly.

Illu stomach.jpg

TsumoEdit

  • Igangaidza mukwenyi mhezi kuvavira mudumbu.
  • Nhumbu imhambarirwa: hunger is a driving force.
  • Nhumbu mutseye haitauri chayadya. (mutseye: feeble person). The stomach is a feeble person, it does not reveal what it has eaten.
  • Nhumbu iziso risingatauri zvaraona.

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeChiBantuEdit

  • Mang'anja vanoti kwabve kana kwebwe (large bellied; a paunch, not only when one has eaten much but constitutionally).
  • VaGungu vanoti nda (Stomach, abdomen, belly) kureva dumbu. Uteyi kuMozambique vanoti ndani (Stomach, abdomen, belly) kureva dumbu.
  • VaGiryama vanoti ndani (Stomach, abdomen, belly) kureva dumbu.
  • VaChewa vanoti mimba (belly) kureva dumbu.