Dunhu reNyanza Huru dzeAfrica

(runangakatsva kubva kuDunhu reNyanza Huru)

Dunhu reNyanza Huru dzeAfrica (African Great Lakes Region) idunhu riri murumana rwunobva pakati kuenda kumabvazuva kweAfrica. Dunhu iri ndiro rine nyanza dzinoti Nyanza Victoria neNyanza Tanganyika.