• dzama kana madzama (1. Big handful. 2. Large crowd) zvichireva chitsama.
  • -dzama (Be deep) zvichireva panhu pakadzika.
  • -dzama (Be abstruse) zvichireva kugozha kana kunetsa kunzwisisa.
  • dzama (1. Disappear for a time - e.g. edible cater pillars in the off-season; 2. Disappear never to return; 3. Get lost) zvichireva kurova kwechinhu kana munhu.
  • -dzama (1. Persevere, continue to the end. Refuse to go away).
  • Dzama sezita (a family name).

Kurerutsa MutauroEdit

  • Usapinde rwizi napakadzama. Do not go into the river where it is deep
  • Dzamikisa gomba: make the hole deep.
  • Imbwa yangu yakadzama chose: my dog is lost and gone.
  • Nyaya dzake dzakadzama: his discourse is very abstruse.
  • Nyangwe zvayo vhunzo yakanga ichigozha, ndakambodzama-dzama: although the test was hard, I did my best.
  • Uchiri kudzama-dzama uri kuitei: you are still here! What are you up to?

Mitauro yeBantuEdit

  • Shimwali vanoti udzama (v. to hide) kureva kudzama.


Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.