Dzamhora imhando yeturuzi inoshandiswa kuchera muti unogadziriswa duri kana ngoma kuita mhango pakati pawo. Turuzi iri rinoita kunge demo rine chese chesimbi chinenge chakamira chisina kuchinjika asi chinotema chichitevedza kwakareba kwemupinyi. Vaturi kune mamwe matunhu vanoti chimbo. Nzira yekuchera muti iyi inonzi kukombora