Dzungu (dizziness) chirwere chinoti munhu anovhiringika musoro oshaya balansi achitadza kunatsomira, imwe nguva achinge achapunzika.

Mitauro yeBantuChinjirudza

  • VaVenda vanoti dzungu (n. dizziness) kureva dzungu. VaZigula vanoti chizungu (n. dizzy) kureva dzungu.
  • VaShambala vanoti ana kizungu (he/she is dizzy) kureva kuti munhu ane dzungu.
  • Kinande vanoti ebyululu (n. dizziness; giddiness; vertigo) kureva dzungu.