Eduardo Vargas

Nhabvu Eduardo Jesús Vargas Rojas akzvarwa musi wa C[eˈðwarðo ˈβarɣas]; 20 November 1989) mutambi wenhabvu yo kunyika inonzi Chile uyezve anotambira German club as a forward, muna 1899 akatambira Hoffenheim ne national team yeChile.

Vargas amhoresana nevamwe vekuteam yekuAustarlia vasati vatamba mutambo wenhabvu ku2014 FIFA World Cup

Mutambi wenabvu wekunze kwenyika kubva muna 2010, Vargas akawana 58 caps for nyika inonzi Chile akagowesa 31 goals .  Aiva mutambi wenhbvu pa2014 FIFA World Cup and muna 2015 Copa America achipedzisira abatanidzirwa kuitwa mukuru pakukava bhora nemashanu magoals akawinha.