Fanarubiyana (kureva quasi-federation) kana Fanarifedherari ishoko ridzva reChishona rakasikirwa kuturikirwa chinotsanangura nzira yemutongo yehurumende inemasimba akatapukirwa pakati pe Chikati ne muvuso asina kuenzana.

Shoko rokuti fanarubiyana[C 1] rakavumbwa richisanganisa mashoko okuti fana (kureva kufanana, kuvanemuenderano asi usinakuzadzika), ne shoko rokuti rubiyana[C 2] (kana rufedherari). Iro shoko rokuti rubiyana richibva pakuti mubiya senge kuti mubiyake zvichidero, (rinotodza hushamwari, vanhu vanofambidzana).

Mamwemashoko

chinjirudza
  1. quasi-federation., kureva fanarubiyana; kubva pakuti kufanana, nokuti quasi- zvinoreva "fanike, senge; sokuva"
  2. federation., "allied; together"., shoko rokuti rubiyana rabva pakuti "ubiya, mubiya" kureva munhu aneushamwari uye anowiriranwa naye.