Fifinha imhando yemuramba yakada kufanana nehono asi iyi ine minzwa murutivi memu kanwa. Minzwa iyi ine muchetura zvekuti ikaku baya inorwadza zvikuru.