Fungura

Fungura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Yeukai Fungura; Grace Fungura; Ropafadzo Fungura; Munyaradzi Fungura.
  • Mafungautsi izita remakomo ari kuGokwe anovharwa nemhute pamusoro pawo pachiita kunge pane utsi.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Swahili neMambwe vanoti funga (1. tie on/up; 2. fasten, bind, secure; close, shut, lock). Sangho vanoti fungula (v. open, release, present - e.g. music).
  • Swahili vanoti fungua (1. untie, unfasten, loosen. 2. open, 3. open, start; 4. free, liberate, release). Mamwe Mazwi: mfungua (loosening , unfastening, release, liberation, rescue).
  • Zigula inoti kufunguka (to loosen; be loose; loosening; unfastened; untied). VaZigula, VaMambwe vanoti kufungula (undo, unlock, unfasten, unwrap, to take apart, unbind, to free; to loosen, unwind).
  • VaLungu vanoti ukufuunga (to lock) kureva kuloka kana kukiya. VaNyakyusa vanoti fungulo (n. key). Umbundu inoti fungula (n. rage).
  • Baila vanoti kufungula (to take an infant from its and adopt it) kureva kupara mwana. Taabwa vanoti fungula (n. eggplant).