Gahwi re Perusiya
Gahwi re Perusiya (nge. Persian Gulf; Chiperusiya: خلیج فارس, urhoma: xalij-e fârs, kur. 'Gahwi re Farisi') dzimwenguva rinodanwa richinzi Gahwi re Uarabhu (Ara: اَلْخَلِيْجُ ٱلْعَرَبِيُّ, urhoma: Al-Khalīj al-ˁArabī), ibhahari rechimedhiteraniya chirimuEzhiya ye Madokero. Vumwiri wemvura wechitandamuko che Gungwa re Indiya rakagadzikwa pakati pe Irani ne Mugimbakirwa we Uarabhu. Chakakochekedzwa ne Gahwi re Omani kumabvazuva ne Rumaniko rwe Horumuzi. Dheruta re Rwizi rwe Shatt al-Arab rinowumba mugombekombe wechemaodzanyembaemadokero.