Ganda (kureva race) kana rughanda, mpanguro wevanhu wakasikwa kutodza maoneko emutumbi akagohweka kana maitiro erunzanga mumapoka sezvinooneka paunjee sezvakapfumbira murunzanga rimwe ne rimwe pacharo. Neno iri rakatanga kushandiswa zvinjee muMa1500, parakashandiswa kureva mapoka emhando dzakasiyana, zvichisanganisa ayo ane ubiya huripedyo. Mukusvika kwe Zanakati rechiGuminenomwe, neno iri rakatanga kushandiswa kureva maficha emutumbi (uratidziko; finotayipi), uye gare-gare maafiliyesheni edhidhizha.

Mhando ye magandarudzi chinjirudza

Zvinyorwa zviri zasi zvichirikugadzirwa

Mwaafurika Magandarudzi makuru Magandarudzi eraya rechipiri
Vaawustiro-melani Vaawustireriya Vamelani Vapwapwa
Vatema Vakhoisan Vanailoti Vanubhi Vabantu Vadhiravhidhi
Vakaukasi Vaslavhu

Vanoridhi Vajerumani

Vaturuki

Vamughal

Vaarabhu Vaaryani
Vamongoli