Ganda reMuviri

Ganda reMuviri (Skin) kureva nhengo yakafukidza muviri.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaSwahili vanoti ganda (n. skin) vachireva ganda. VaDigo vanoti ma-kanda (n. skins) vachireva makanda.
  • MaZulu vanoti ulwebulo (Outer skin, epidermis). Mamwe mazwi: ulwa6ulo. UlweBulo lwesandla (the outer skin of the hand).
  • VaGanda vanoti oruganda, ruganda kana luganda (family, kindred, relations; tribe, company) kureva mhuri nehama kana rudzi.