Ganyavu izita remhuri rinowanikwa muMalawi neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mark Ganyavu; Melai Ganyavu; John Ganyavu; Ganyavu Kamanga.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi.

  • Luganda vanoti kakanyavu (adj. obdurate; obstinate; bold; difficult; implacable,; hard; merciless; severe).
  • Luganda vanoti obukakanyavu (n. hardness; obduracy; obstinacy; severity).