Garo (base) zvinoreva divi rechiumbwa rinoshandiswa kuchigadzika pasi. Poto inogadzikwa pachoto garo rakabatana nemapfuhwa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Vatauri veChidigo vanoti kotsi (bottom, base).