Gava (ku chingezi: fox; jackal) zvikara zvemhuka zvinoyamwisa zvidiki. Dzino vhima uye dzinodya mhuka mhenyu, kunyanya tsuro ne marhodhendi senge tsindi ne mbeva. Pamusoro pezvo, dzinogona kudya hwiza, mazai eshiri, uye michero uye mabheri. Dzimwe nguva dzinodya carrion. Makava ndiwo madiki diki mumhuri ye imbwa. Makava anowanzo sanganiswa ne mamhungubwe uye manyene.

Gava

Mamwe makava

chinjirudza

Bat eared fox[1][2][3][4] imhando ye gava, asi hayina zita muChishona. Mazita muZimbabwe anowanikwa kumitauro yeChindevere, Chivhenda, Chitsonga, Chitswana, Chisotho ne Chixhosa. MuChitsonga inonzi, Xilwanandau (Chirwaneshumba? ku Chishona), uye Vandevere vachiti, Unga (Un'a kuChishona).[1]

  • Unokama gava wakarinyengedzera nechitswanda chetsubvu. In order to milk a jackal you have to divert its attention with a basket of tsubvu fruit.
  • Kure kwegava ndokusina mutsubvu.

Mitauro ye Chibantu

chinjirudza

Mamwe mapeji ekutarisa

chinjirudza

Mabviro eruzivo

chinjirudza
  1. 1.0 1.1 https://web.archive.org/web/20210830034959/https://www.ewt.org.za/wp-content/uploads/2019/02/30.-Bat-eared-Fox-Otocyon-megalotis_LC.pdf peji rezvemhuka iyi, painozonyorwa nezvayo
  2. https://animalia.bio/bat-eared-fox peji re tsananguro, panozonyorwa nezve mhuka iyi
  3. https://www.environment.gov.au/system/files/consultations/c7d23c79-d0f9-4389-8a0c-35a2ccce57a7/files/bat-eared-fox-draft-tor.pdf imwe referenzi yezve mhuka iyi
  4. https://www.awf.org/wildlife-conservation/bat-eared-fox peji re referenzi