George Silundila igamba rehondo yeChimurenga yakarwiwa nechinangwa chekusunungura nyika yeZimbabwe kubva kuutongi hweudzvanyiriri hwevarungu vakabva kuBritain.

Ruremekedzo chinjirudza

George Silundika akashongedzwa ruremekedzo rwegamba rehondo yerusununguko, akachengetwa pamarinda emagamba muHarare. Zvakare kune nzira zhinji dzakapiwa zita rake senzira yokurangarira gamba iri nokupa ruremekedzo.