Gonyoina sambambiri

(Redirected from Gonyaina sambambiri)
Trapezoid2.png

Muchidzidzo chePimanyika, gonyoina sambambiri (Trapezium, trapezoid) chiumbwa chine mativi mana; zvakare chine mativi maviri akati sambamba.