Gonyeti

Gonyeti rine Ngavi ye Kenworth. Rine ngoro ine firiji
Daimler-Lastwagen, 1896

Gonyeti has-he-gone-yet (Lorry or Haulage truck) muchovha wakagadzirirwa kutakura mukwende wakakura. Kune magonyeti anotakura chibage, motokari, peturu, mombe nezvimwewo. Nokumwe kutaura muchovha uyu unonzi rhori, Gonyeti mutauro wakabva pakusanzwisisa kwe Varungu nevashandi vavo. Uye wave mutaura wechimanjemanje, (Meaning Haulage truck (Long Nose).