Open main menu
A powder snow avalanche in the Himalayas near Mount Everest.

Goromokwa reSinowo (Avalanche) rinotaura kukoromoka kunoita snow pamawere ichibva mugomo.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaSwahili vanoti maporomoko kana poromoko (1. steep slope, precipice. 2. fall, crash, 3. landslide, avalanche). Sokuti maporomoko ya maji - waterfall.