Gotekwa (hut with round roof; temporary shelter for guardians of a field).

  • Vamwe vatauri kune mamwe matunhu vanodana nhungu vachiti gotekwa kana kuti dumba.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Kikongo inoti kota (to enter, to come in, to pass in, penetrate, flow in, sink in, set as the sun). Mamwe mazwi: kotwa (to be entered).
  • Kikongo inoti kotesa (cause to enter, put, take in, insert, admit, fetch in, load a canoe). Mamwe mazwi: kota kunanxi (to put or pass under).
  • Kikongo inoti ekotelo kana nkotelo (way in; an entrance). Mamwe mazwi: kotela (go in for, go in about, enter with).
  • Lugwere inoti kukotika (v. insert, slot in, tuck in, fit snugly into something) kureva kupfekera.